Ezekieri 23:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo vachakuitira ruvengo vagokutorera zvinhu zvose zvawakashandira. Vachakusiya usina kupfeka wakashama, uye kunyadzisa kwoufeve hwako kuchaiswa pachena. Unzenza hwako nokupata kwako

Ezekieri 23

Ezekieri 23:28-39