Ezekieri 23:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akachivawo vaAsiria, vatongi navatungamiri vehondo, varwi vakapfeka zvakakwana, vatasvi vaifamba namabhiza, namajaya akanaka ose.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:7-20