Ezekieri 22:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

wava nemhosva nokuda kweropa rawakateura uye wakasvibiswa nokuda kwezvifananidzo zvawakaita. Wakasvitsa mazuva ako pamagumo, uye magumo amakore ako asvika. Naizvozvo ndichakuita chinhu chinoshorwa nendudzi nechinosekwa nenyika dzose.

Ezekieri 22

Ezekieri 22:1-13