Ezekieri 21:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Saka zvino, mwanakomana womunhu, profita uye urovanise maoko ako pamwe chete. Rega munondo ubaye kaviri, kunyange katatu. Ndiwo munondo wokuuraya, iwo munondo wokuuraya kukuru, uri kuuya kwavari kubva kumativi ose.

Ezekieri 21

Ezekieri 21:11-21