Ezekieri 13:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamuna kukwira pakakoromoka porusvingo kuti mupagadzirire imba yaIsraeri, kuti igomira yakasimba pahondo pazuva raJehovha.

Ezekieri 13

Ezekieri 13:1-8