Ezekieri 12:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Udziise papfudzi rako ivo vakangotarisa ugobuda nadzo kwasviba. Ufukidze chiso chako kuti urege kuona nyika, nokuti ndakuita chiratidzo kuimba yaIsraeri.”

Ezekieri 12

Ezekieri 12:1-16