Ezekieri 10:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana makerubhi akamira, iwo aimirawo; uye makerubhi akabhururuka, iwo aisimuka pamwe chete nawo, nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu wakanga uri maari.

Ezekieri 10

Ezekieri 10:15-19