Ezekieri 1:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisikwa pazvaifamba, iwo aifambawo; paimira zvisikwa, naiwo aimirawo; uye paingosimuka zvisikwa kubva pasi, mavhiri aisimukawo pamwe chete nazvo, nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu wakanga uri mumavhiri.

Ezekieri 1

Ezekieri 1:13-27