Esteri 7:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo vakasungirira Hamani pamatanda aakanga agadzirira Modhekai. Ipapo kutsamwa kwamambo kwakadzikira.

Esteri 7

Esteri 7:3-10