Ekisodho 9:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akabva pana Faro akabuda muguta. Akatambanudzira maoko ake kuna Jehovha; mutinhiro nechimvuramabwe zvakamira, uye mvura haina kuzonayazve panyika.

Ekisodho 9

Ekisodho 9:27-35