Ekisodho 6:28-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Zvino Jehovha paakataura naMozisi muIjipiti,

29. akati kwaari, “Ndini Jehovha. Taurira Faro mambo weIjipiti zvose zvandinokuudza.”

30. Asi Mozisi akati kuna Jehovha, “Sezvo ndichitaura nemiromo inokakama, Faro angateerera kwandiri seiko?”

Ekisodho 6