Ekisodho 5:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye vakati, “Jehovha ngaakutarirei uye akutongei! Matiita chinhu chinonhuwa kuna Faro namachinda ake uye maisa munondo muruoko rwavo kuti vatiuraye.”

Ekisodho 5

Ekisodho 5:14-23