Ekisodho 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati, “Izvi ndezvokuti vagotenda kuti Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, Mwari waAbhurahama, Mwari waIsaka, naMwari waJakobho, azviratidza kwauri.”

Ekisodho 4

Ekisodho 4:2-10