Ekisodho 32:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rangarirai varanda venyu vana Abhurahama, Isaka naIsraeri, vamakapika kwavari nemi pachenyu muchiti, ‘Ndichaita kuti zvizvarwa zvenyu zviwande senyeredzi dzokudenga, uye ndichapa zvizvarwa zvenyu nyika iyi yose yandakavavimbisa, uye ichava nhaka yavo nokusingaperi.’ ”

Ekisodho 32

Ekisodho 32:12-19