Ekisodho 32:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Mozisi akatsvaka nyasha dzaJehovha Mwari wake, akati, “Haiwa Jehovha, kutsamwa kwenyu kungapfuta seiko pamusoro pavanhu venyu, vamakabudisa kubva muIjipiti nesimba guru uye noruoko rune simba?

Ekisodho 32

Ekisodho 32:10-15