Ekisodho 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Mwari akati, “Ndichava newe. Uye ichi chichava chiratidzo kwauri chokuti ndini ndakutuma: Paunenge wabudisa vanhu kubva muIjipiti, muchanamata Mwari pagomo rino.”

Ekisodho 3

Ekisodho 3:6-13