Ekisodho 3:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Mozisi akanga achifudza makwai aJeturo tezvara wake, muprista weMidhiani, uye akatungamirira makwai kurutivi rwuri kure negwenga akasvika kuHorebhi, gomo raMwari.

Ekisodho 3

Ekisodho 3:1-7