Ekisodho 29:37-39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

37. Mazuva manomwe uyananisire aritari uye uinatse. Ipapo aritari ichava tsvene-tsvene, uye chose chichaigunzva chichava chitsvene.

38. “Izvi ndizvo zvaunofanira kupa paaritari nguva dzose zuva rimwe nerimwe: makwayana maviri egore rimwe chete.

39. Ubayire rimwe chete mangwanani uye rimwe chete madekwana.

Ekisodho 29