Ekisodho 28:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aroni anofanira kuripfeka paanenge achishumira. Kurira kwamatare kuchanzwikwa paanenge achipinda muNzvimbo Tsvene pamberi paJehovha uye nepaanenge achibuda, kuitira kuti arege kufa.

Ekisodho 28

Ekisodho 28:27-37