15. “Uitire tabhenakeri mapuranga akati twi amatanda omuakasia.
16. Puranga rimwe nerimwe rinofanira kureba makubhiti gumif uye kubhiti nehafug paupamhi,
17. nembamba mbiri dzakamiswa dzakatarisana. Uite mapuranga ose etabhenakeri nenzira iyoyi.
18. Uite mapuranga makumi maviri okurutivi rwezasi rwetabhenakeri