Ekisodho 24:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati aenda kundoudza vanhu mashoko ose nemirayiro yose yaJehovha, ivo vakati nenzwi rimwe chete, “Tichaita zvinhu zvose zvakarehwa naJehovha.”

Ekisodho 24

Ekisodho 24:1-6