Ekisodho 20:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi zuva rechinomwe iSabata kuna Jehovha Mwari wako. Pazuva iroro hamufaniri kuita basa ripi zvaro, iwe kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, murandarume wako kana murandakadzi wako, uye zvipfuwo zvako kana mutorwa ari mukati mamasuo ako.

Ekisodho 20

Ekisodho 20:5-14