Ekisodho 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino makore mazhinji akati apfuura, mambo weIjipiti akafa. VaIsraeri vakagomera muutapwa hwavo uye vakachema, kuchemera rubatsiro rwavo nokuda kwoutapwa hwavo kukakwira kuna Mwari.

Ekisodho 2

Ekisodho 2:13-25