Ekisodho 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino muprista weMidhiani akanga ana vanasikana vanomwe uye vakauya kuzochera mvura yokuti vazadze midziyo yainwira zvipfuwo zvababa vavo.

Ekisodho 2

Ekisodho 2:9-19