Ekisodho 16:35-36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

35. VaIsraeri vakadya mana kwamakore makumi mana, kusvikira vasvika kunyika yaiva navanhu; vakadya mana kusvikira vasvika pamuganhu weKenani.

36. (Omeri ndiro chegumi cheefa.)

Ekisodho 16