Ekisodho 16:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aroni achiri kutaura neungano yose yavaIsraeri vakatarisa kurenje uye vakaona kubwinya kwaJehovha kuchiratidzwa mugore.

Ekisodho 16

Ekisodho 16:2-16