Ekisodho 14:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro achafunga kuti, ‘VaIsraeri vari kungodzungaira nenyika vakanganisika, vadzimira murenje.’

Ekisodho 14

Ekisodho 14:2-11