Ekisodho 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzichazadza dzimba dzako nedzamachinda ako nedzavaIjipita vose, chinhu chisina kumboonekwa namadzibaba ako kana madzitateguru ako kubva pazuva ravakagara munyika ino kusvika zvino.’ ” Ipapo Mozisi akatendeuka akabva pana Faro.

Ekisodho 10

Ekisodho 10:1-13