Dhuteronomi 8:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Kana mukangokanganwa Jehovha Mwari wenyu muchitevera vamwe vaMwari nokuvanamata uye nokuvapfugamira, ndinokupupurirai nhasi kuti zvirokwazvo muchaparadzwa.

20. Imi muchaparadzwa sendudzi dzakaparadzwa naJehovha pamberi penyu, kana mukaramba kuteerera Jehovha Mwari wenyu.

Dhuteronomi 8