Dhuteronomi 4:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndinodana denga napasi sezvapupu pamusoro penyu nhasi, kuti muchakurumidza kuparara kubva panyika yamuri kuyambukira Jorodhani kuti ive yenyu. Hamungagarimo nguva refu asi muchaparadzwa zvirokwazvo.

Dhuteronomi 4

Dhuteronomi 4:19-27