Dhuteronomi 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murangarire zuva ramakamira pamberi paJehovha Mwari wenyu paHorebhu, paakati kwandiri, “Unganidza vanhu pamberi pangu kuti vanzwe mashoko angu vagodzidza kunditya mazuva ose avachagara panyika uye kuti vagozoadzidzisa kuvana vavo.”

Dhuteronomi 4

Dhuteronomi 4:5-15