Dhuteronomi 31:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iroro ndichavatsamwira ndigovarasa: ndichavanza chiso changu kubva kwavari, uye vachaparadzwa. Njodzi namatambudziko mazhinji zvichavawira uye pazuva iro vachabvunza vachiti, ‘Ko, hatina kuwirwa nenjodzi idzi nokuti Mwari wedu haasi pakati pedu here?’

Dhuteronomi 31

Dhuteronomi 31:12-24