Dhuteronomi 30:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndinokurayira kuti ude Jehovha Mwari wako nhasi, kuti ufambe munzira dzake nguva dzose uye uchengete zvaakarayira, mitemo nemirayiro yake; ipapo uchararama nokuwanda, uye Jehovha Mwari wako achakuropafadza munyika yauri kupinda kuti uitore.

Dhuteronomi 30

Dhuteronomi 30:9-20