Dhuteronomi 29:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamuna kudya chingwa kana kunwa waini kana zvimwe zvinodhaka. Ndakaita izvi kuti muzive kuti ndini Jehovha Mwari wenyu.

Dhuteronomi 29

Dhuteronomi 29:1-10