Dhuteronomi 29:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akadana vaIsraeri vose akati kwavari: Meso enyu akaona zvose zvakaitwa naJehovha muIjipiti kuna Faro, namachinda ake ose uye nokunyika yake yose.

Dhuteronomi 29

Dhuteronomi 29:1-6