Dhuteronomi 23:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamufaniri kuuya nomubayiro wechifeve kana wemhombwe mumba maJehovha Mwari wenyu kuti mupike nawo. Nokuti zvose izvi zviri zviviri zvinonyangadza Jehovha Mwari wenyu.

Dhuteronomi 23

Dhuteronomi 23:13-25