Dhuteronomi 22:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana murume akasangana nomusikana kunze kusango akamumanikidza kuvata naye, uye achinge akapiwa nduma yokuzowanikwa, murume aita izvi ndiye anofanira kufa chete.

Dhuteronomi 22

Dhuteronomi 22:21-26