Dhuteronomi 22:11-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. Usapfeka nguo dzamakushe nomucheka zvakarukwa pamwe chete.

12. Unofanira kuzviitira pfunha pamakona mana enguo yaunopfeka.

13. Kana munhu akawana mukadzi uye mushure mokuvata naye, akasamufarira,

14. uye akamunyomba uye akamupa zita rakaipa achiti, “Ndakawana mukadzi uyu, asi mushure mokuva naye, ndakamuwana asiri mhandara,”

Dhuteronomi 22