Dhuteronomi 19:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muite izvi kuitira kuti ropa risina mhosva rirege kuteurwa munyika yenyu, yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu kuti ive nhaka yenyu, uye kuti murege kuva nemhosva yokuteura ropa.

Dhuteronomi 19

Dhuteronomi 19:7-12