Dhuteronomi 17:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo haafaniri kuva namabhiza akawanda kana kuita kuti vanhu vadzokere kuIjipiti kundotora mamwe, nokuti Jehovha akutaurirai kuti, “Hamufaniri kudzoka nenzira iyoyo zvakare.”

Dhuteronomi 17

Dhuteronomi 17:6-20