Dhuteronomi 16:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usaidya nechingwa chine mbiriso, asi kwamazuva manomwe unofanira kudya chingwa chisina mbiriso, chingwa chokutambudzika, nokuti makabuda muIjipiti muchikurumidza—kuitira kuti murangarire nguva yamakabuda kubva muIjipiti.

Dhuteronomi 16

Dhuteronomi 16:1-6