Dhuteronomi 11:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kuti mazuva enyu ave mazhinji munyika iyo Jehovha akapikira kumadzitateguru enyu kuti achavapa ivo nezvizvarwa zvavo, nyika inoyerera mukaka nouchi.

Dhuteronomi 11

Dhuteronomi 11:6-11