Dhuteronomi 11:31-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. Mava kuda kuyambuka Jorodhani kuti mupinde uye mutore nyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu. Kana muchinge maitora uye mava kugaramo,

32. chenjerai kuti muteerere mitemo nemirayiro yose yandiri kuisa pamberi penyu nhasi.

Dhuteronomi 11