Dhuteronomi 11:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna munhu achagona kumira kuti akurwisei. Jehovha Mwari wenyu sezvaakakuvimbisai, achaita kuti vanhu vakutyei nokukuvhundukai munyika yose, kwose kwose kwamunoenda.

Dhuteronomi 11

Dhuteronomi 11:16-32