Dhuteronomi 1:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha akataura kwandiri, akati, “Vaudze kuti, ‘Musakwira kundorwa, nokuti handiendi nemi. Muchakundwa navavengi venyu.’ ”

Dhuteronomi 1

Dhuteronomi 1:36-43