Dhuteronomi 1:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tichaendepiko? Hama dzedu dzatiita kuti tiore mwoyo. Dzinoti, ‘Vanhu vacho vanotikunda pasimba napakureba; maguta acho makuru uye ane masvingo akareba zvokusvika kudenga. Takaona kunyange navaAnaki ikoko.’ ”

Dhuteronomi 1

Dhuteronomi 1:22-37