Dhanieri 7:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rwizi rwomoto rwaiyerera, ruchibuda pamberi pake. Zviuru nezviuru zvakanga zvichimushandira; zviuru gumi zvakapetwa kanokwana gumi zvakamira pamberi pake. Dare rakagara pasi, mabhuku ndokuzarurwa.

Dhanieri 7

Dhanieri 7:6-18