Dhanieri 2:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhanieri akapindura akati, “Hakuna munhu akachenjera, kana wamazango, kana n'anga kana mufemberi angagona kurondedzera kuna mambo chakavanzika chaanobvunza pamusoro pacho

Dhanieri 2

Dhanieri 2:23-30