Dhanieri 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvinhu zvinodikanwa namambo zvakaoma kwazvo. Hakuna munhu angazvizivisa kuna mambo izvozvo kunze kwavamwari, uye vasingagari pakati pavanhu.”

Dhanieri 2

Dhanieri 2:8-12