Dhanieri 12:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapindura akati, “Chienda hako, Dhanieri, nokuti mashoko aya akavharwa nokunamwa kusvikira panguva yokupedzisira.

Dhanieri 12

Dhanieri 12:1-13